Genesi 42:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana muri vanhu vanovimbika mumwe wenyu ngaasare ari mujeri. Vamwe vose moenda zvenyu nezvokudya zvokundopa mhuri dzenyu dzine nzara, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 kana muri ʋanhu ʋakatendeka, mumŋe waʋanuŋuna ʋenyu ŋgaagare akasuŋgwa mutoroŋgo yenyu; asi imi endai makatakura ɀiyo kundopa mhuri dzenyu dzinenzara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 kana muri vanhu vakatendeka, mumwe wavanunguna venyu ngaagare akasungwa mutorongo yenyu; asi imi endai makatakura zviyo kundopa mhuri dzenyu dzine nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana muri vanhu vanovimbika mumwe wenyu ngaasare ari mujeri. Vamwe vose moenda zvenyu nezvokudya zvokundopa mhuri dzenyu dzine nzara, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana muri vanhu vakatendeka, regai mumwe wenyu agare muno mutorongo, asi vamwe venyu vaende nezviyo kumhuri dzenyu dziri kuziya. Viz kapitola |