Genesi 42:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Kuzoti mazuva matatu apera Josefi akati, “Ini ndinotya Mwari. Kana muchida kurarama chiitai zvandichareva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Josefa akati kwaʋari nezuʋa retatu: Itai cinhu ici, mupone; ini ndinotya Mŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Josefa akati kwavari nezuva retatu, “Itai chinhu ichi, mupone; ini ndinotya Mwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kuzoti mazuva matatu apera Josefi akati, “Ini ndinotya Mwari. Kana muchida kurarama chiitai zvandichareva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Pazuva rechitatu, Josefa akati kwavari, “Itai izvi kuti mugorarama, nokuti ndinotya Mwari. Viz kapitola |