Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Hura nhete dzakamedza hura dziya dzakasvika, Farao akapepuka, wanei kuti kwaiva kurota chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino hura dzakatetepa dzikamedza hura nomŋe dzakakora, dzakaŋga dzizere. Farao akapepuka, akaʋona kuti warota.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino hura dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakakora, dzakanga dzizere. Farao akapepuka, akaona kuti arota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Hura nhete dzakamedza hura dziya dzakasvika, Farao akapepuka, wanei kuti kwaiva kurota chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Hura dzezviyo dzakatetepa dzakamedza dziya nomwe dzakanga dzakakora, hura dzakanga dzizere. Ipapo akapepuka, onei kwakanga kuri kurota.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy