Genesi 41:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona51 Josefi akatumidza mwana wake wedangwe zita rokuti Manase achiti, “Mwari andibatsira kukanganwa nhamo dzangu nemhuri yababa vangu yose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Josefa akatumidza weɗaŋgwe zita rinonzi Manase, aciti: Nokuti Mŋari wakandikaŋganwisa kutambudzika kwaŋgu kwose, neimba yaɓaɓa ʋaŋgu yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Josefa akatumidza wedangwe zita rinonzi Manase, achiti, “Nokuti Mwari akandikanganwisa kutambudzika kwangu kwose neimba yababa vangu yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Josefi akatumidza mwana wake wedangwe zita rokuti Manase achiti, “Mwari andibatsira kukanganwa nhamo dzangu nemhuri yababa vangu yose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Josefa akatumidza dangwe rake zita rokuti Manase akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndikanganwe kutambudzika kwangu kwose navose veimba yababa vangu.” Viz kapitola |