Genesi 41:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Farao akati kunaJosefa: Mŋari ɀaakakuratidza iɀoɀo ɀose, hapanomunhu wakaŋgwara, wakacenjera sewe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ipapo Faro akati kuna Josefa, “Sezvo Mwari aita kuti izvi zvose zvizivikanwe newe, hakuna munhu anoziva uye akachenjera sewe. Viz kapitola |