Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Farao akati kuʋaranda ʋake: Ko tiŋgawana mumŋe munhu wakafanana noyuyu, unomŋeya waMŋari maari here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, anomweya waMwari maari here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Saka Faro akavabvunza akati, “Tingawana here munhu akaita somurume uyu, munhu ane mweya waMwari maari?”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy