Genesi 41:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ŋgaʋaʋuŋganidze ɀokudya ɀose ɀamakore iwayo akanaka anoʋuya, ʋaʋige ɀiyo nomurairo waFarao, ɀiʋe ɀokudya mumaguta; ʋaɀiceŋgete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Ngaaunganidze zvokudya zvose zvamakore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurayiro waFarao, zvive zvokudya mumaguta; vazvichengete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vanofanira kuunganidza zvokudya zvose zvamakore aya akanaka ari kuuya uye vagochengeta zviyo pasi pesimba raFaro, zvinofanira kuchengetwa kuti zvizove zvokudya. Viz kapitola |