Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Chiroto chenyu chapamhidzwa ruviri nokuti Mwari ndizvo zvaatoronga. Iye Mwari achakurumidza kuzviita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kurota uku kwakapamhidzwa kunaFarao kaʋiri, nokuti iɀoɀo ɀakatarwa naMŋari, ʋuye Mŋari ucakurumidza kuɀiita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kurota uku kwakapamhidzwa kuna Farao kaviri, nokuti izvozvo zvakatarwa naMwari, uye Mwari achakurumidza kuzviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Chiroto chenyu chapamhidzwa ruviri nokuti Mwari ndizvo zvaatoronga. Iye Mwari achakurumidza kuzviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kurota uku kwapiwa kuna Faro nenzira mbiri nokuti nyaya iyi yarongwa zvizere naMwari, uye Mwari achazviita nokukurumidza.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy