Genesi 41:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 maguta haaŋgazozikanwi munyika nokuɗa kwenzara iyo inozoteʋera, nokuti icanyanya kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 maguta haangazozikanwi munyika nokuda kwenzara iyoyo inozotevera, nokuti ichanyanya kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Maguta omunyika haachazorangarirwi, nokuti nzara inoatevera ichava huru kwazvo. Viz kapitola |