Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 shure kwaiwayo kucateʋera makore manomŋe enzara; ipapo maguta ose acakaŋganikwa panyika yeEgipita; nzara icapedza nyika;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 shure kwaiwayo kuchatevera makore manomwe enzara; ipapo maguta ose achakanganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichapedza nyika;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 asi makore manomwe enzara achaatevera. Ipapo maguta ose omuIjipiti achakanganwikwa, uye nzara ichaparadza nyika.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy