Genesi 41:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Ndizvo zvandambotaura wani kwamuri Farao, kuti Mwari akuratidzai zvaava kuda kuita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndiro shoko randataura kunaFarao; iɀo Mŋari ɀaanoɗa kuita, ndiɀo ɀaakaratidza Farao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ndiro shoko randataura kuna Farao; izvo Mwari zvaanoda kuita, ndizvo zvaakaratidza Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ndizvo zvandambotaura wani kwamuri Farao, kuti Mwari akuratidzai zvaava kuda kuita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Zvakangoita sezvandataura kuna Faro ndichiti: Mwari aratidza Faro zvaava kuda kuita. Viz kapitola |