Genesi 40:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 asi wakasuŋgirira mukuru waʋaɓiki, seɀaʋakaŋga ʋaɗudzirwa naJosefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 asi akasungirira mukuru wavabiki sezvavakanga vadudzirwa naJosefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 asi akaturika mubiki mukuru pamuti, sezvazvakanga zvataurwa naJosefa kwavari mukududzira kwake. Viz kapitola |