Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kuzoti mukuru mukuru wavabiki anzwa dudziro yakanaka yakanga yapiwa naJosefi akati, “Neniwo ndarota ndakatakura pamusoro tswanda nhatu dzakaturikidzana dzanga dziine chingwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino mukuru waʋaɓiki wakati aʋona kuti ɗudziro yakanaka, akati kunaJosefa: Neni ʋo ndakaŋga ndiri pakurota kwaŋgu, ndikaʋona tswanda nhatu dzeciŋgwa cicena dzakaŋga dziri pamusoro waŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mukuru wavabiki akati aona kuti dudziro yakanaka, akati kuna Josefa, “Neniwo ndakanga ndiri pakurota kwangu, ndikaona tswanda nhatu dzechingwa chichena dzakanga dziri pamusoro wangu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kuzoti mukuru mukuru wavabiki anzwa dudziro yakanaka yakanga yapiwa naJosefi akati, “Neniwo ndarota ndakatakura pamusoro tswanda nhatu dzakaturikidzana dzanga dziine chingwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Mubiki mukuru akati aona kuti Josefa akanga apa dudziro yakanaka, akati kuna Josefa, “Neniwo ndarota hope. Pamusoro pangu panga pane matengu matatu echingwa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy