Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Kana Kaini acatsibga kanomŋe, Ɀirokwaɀo Rameki kanamakumi manomŋe nenomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe; Zvirokwazvo Rameki kana makumi manomwe nenomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe, naizvozvo Rameki kana makumi manomwe namanomwe.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy