Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Zira wakapona Tubarikaini, mupfuri wenhumbi dzose dzendarira neɗare; hanɀadzi yaTubarikaini waiʋa Naama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zira wakapona Tubharikaini, mupfuri wenhumbi dzose dzendarira nedare; hanzvadzi yaTubharikaini waiva Naama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zira akanga ane mwanakomana, Tubhari-Kaini, aigadzira nhumbi dzemhando dzose dzendarira nedzesimbi. Hanzvadzi yaTubhari-Kaini yainzi Naama.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy