Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Kaini akati kunaJehova: Kurobga kwaŋgu kukuru, handiŋgakutakuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kaini akati kuna Jehovha, “Kurangwa kwangu kunopfuura zvandinokwanisa kutakura.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy