Genesi 39:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Gare gare mudzimai waPotifari akachiva Josefi, akamukumbira kuti aite chakaipa naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino shure kwaiɀoɀo mukadzi watenzi wake wakatarira Josefa, akati: Ʋata neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino shure kwaizvozvo mukadzi watenzi wake akatarira Josefa, akati, “Vata neni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Gare gare mudzimai waPotifari akachiva Josefi, akamukumbira kuti aite chakaipa naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye shure kwechinguva mukadzi watenzi wake akatarira Josefa ndokubva ati kwaari, “Uya uzovata neni!” Viz kapitola |