Genesi 39:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino wakati acinzwa kuti ndinoɗanidzirisa ndiciridza mhere, akasiya ŋguʋo yake neni, akatiza, akaɓuɗa panze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino akati achinzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatiza, akabuda panze.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Paanzwa ndoridza mhere kuti ndibatsirwe, abva asiya jasi rake pandiri ndokutizira kunze kwemba.” Viz kapitola |