Genesi 39:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Mumwe musi Josefi akapinda mumba achindoita basa rake, vamwe varanda vakanga vasimo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 neŋguʋa iyo akapinda mumba kuti aɓate‐ɓasa rake; makaŋga musinaʋamŋe ʋarume ʋeimba imomo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 nenguva iyoyo akapinda mumba kuti abate basa rake; makanga musina vamwe varume veimba imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mumwe musi Josefi akapinda mumba achindoita basa rake, vamwe varanda vakanga vasimo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Rimwe zuva akapinda mumba kuti andoita mabasa ake, uye kwakanga kusina mumwe wavashandi vomumba aivamo. Viz kapitola |