Genesi 38:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Akazoberekazve mumwe mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akanga ari kuKezibhi paakamubereka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Shera; iye wakaŋga ari paKezibi mukadzi wake acimuɓereka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Shera; iye akanga ari paKezibhi mukadzi wake achimubereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akazoberekazve mumwe mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akanga ari kuKezibhi paakamubereka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akabereka mumwezve mwanakomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akamuberekera kuKezibhi. Viz kapitola |