Online Bible

- Reklamy -

Genesi 38:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Kuzoti ava pahata achisununguka, mumwe mwana akabudisa ruoko. Ipapo vanyamukuta vaibatsira pakusununguka vakatora shinda tsvuku ndokusunga ruoko rwomwana vachiti, “Uyu ndiye atanga kubuda.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino wakati aciɓereka, mumŋe akaɓuɗisa ruʋoko; ipapo mbuya ʋakatora rwonzi rutȿuku, ʋakarusuŋgira paruʋoko rwake, ʋaciti: Uyu wataŋga kuɓuɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino akati achibereka, mumwe akabudisa ruoko; ipapo mbuya vakatora rwodzi rutsvuku, vakarusungira paruoko rwake, vachiti, “Uyu atanga kubuda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Kuzoti ava pahata achisununguka, mumwe mwana akabudisa ruoko. Ipapo vanyamukuta vaibatsira pakusununguka vakatora shinda tsvuku ndokusunga ruoko rwomwana vachiti, “Uyu ndiye atanga kubuda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Paakanga achipona, mumwe wavo akabudisa ruoko rwake; saka vanyamukuta vakatora rushinda rutsvuku vakamusunga paruoko rwake uye vakati, “Uyu ndiye atanga kubuda.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 38:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy