Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino mŋedzi ineŋge mitatu yakati yapfuʋura, Juda akaʋudzwa, ɀicinzi: Tamari, mukadzi womŋanakomana wako, wakaita ʋupombge; waʋa nemimba noʋupombge bgake. Juda akati: Ʋuyai naye, apiswe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino mwedzi inenge mitatu yakati yapfuura, Judha akaudzwa, zvichinzi, “Tamari, mukadzi womwanakomana wako, akaita upombwe; wava nemimba noupombwe hwake.” Judha akati, “Uyai naye, apiswe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Shure kwemwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari ane mhosva youfeve, uye nokuda kwaizvozvo ava nemimba.” Judha akati, “Mubudisei apiswe afe!”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy