Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akadzokera kunaJuda, akati: Handina‐kumuwana; naʋanhu ʋoko ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akadzokera kuna Judha, akati, “Handina kumuwana; navanhu voko vakati, ‘Kwakanga kusina chifeve pano.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Saka iye akadzokerazve kuna Judha akandoti, “Handina kumuwana. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanogara ikoko vakati, ‘Hakuna kumbova nechifeve kuno.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy