Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vakoma vake vakati, kwaari “Heya! Saka unofunga kuti uchava ishe wedu ugotitonga tose nhai!” Vakanyanya kumuvengera zviroto zvake nezvaaitaura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakoma ʋake ʋakati kwaari: Ko iwe ucaɓata ʋushe pamsoro peɗu kanhi — Ko iwe ucaʋa nesimba pamsoro peɗu kanhi — Ʋakanyanya kumuʋeŋga nokuɗa kwokurota kwake nokwamashoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakoma vake vakati kwaari, “Ko iwe uchabata ushe pamusoro pedu kani? Ko iwe uchava nesimba pamusoro pedu kani?” Vakanyanya kumuvenga nokuda kwokurota kwake nokwamashoko ake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vakoma vake vakati, kwaari “Heya! Saka unofunga kuti uchava ishe wedu ugotitonga tose nhai!” Vakanyanya kumuvengera zviroto zvake nezvaaitaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Madzikoma ake akati kwaari, “Ko, iwe unoda kutitonga here? Ko, zvirokwazvo uchatitonga here iwe?” Uye vakanyanyisa kumuvenga nokuda kwokurota kwake uye nokuda kwezvaakanga ataura.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy