Genesi 37:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Izvo vaMidhiani vaye vakanga vatotengesa Josefi kuIjipiti, kuna Potifari, jinda raFarao raiva mukuru mukuru wavachengeti vokwamambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino ʋaMidiani ʋakandomuteŋgesa Egipita kunaPotifari, muranda waFarao, mukuru waʋarindi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino vaMidhiani vakandomutengesa Ijipiti kuna Potifari, muranda waFarao, mukuru wavarindi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Izvo vaMidhiani vaye vakanga vatotengesa Josefi kuIjipiti, kuna Potifari, jinda raFarao raiva mukuru mukuru wavachengeti vokwamambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Zvichakadaro, vaMidhiani vakatengesa Josefa muIjipiti kuna Potifa mumwe wavabati vaFaro, mukuru wavarindi. Viz kapitola |