Genesi 37:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakamubata vakamukanda mugomba risina mvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ʋakamutora, ʋakamukandira mugomba; gomba rakaŋga risinecinhu, maŋga musinemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 vakamutora, vakamukandira mugomba; gomba rakanga risina chinhu, makanga musina mvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakamubata vakamukanda mugomba risina mvura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 uye vakamutora vakamukanda mutsime. Zvino tsime rakanga rapwa risina mvura. Viz kapitola |