Genesi 37:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Murume uyu ndokuti, “Vakabva pano, nokuti ndakavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ ” Josefi akatevera vakoma vake ikoko akandovawanira kuDhotani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Murume akati: Ʋabva pano, nokuti ndakaʋanzwa ʋaciti: Ŋgatiende Dotani. Josefa akateʋera ʋakoma ʋake, akandoʋawana paDotani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Murume akati, “Vabva pano, nokuti ndakavanzwa vachiti, ‘Ngatiende Dhotani.’ ” Josefa akatevera vakoma vake, akandovawana paDhotani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Murume uyu ndokuti, “Vakabva pano, nokuti ndakavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ ” Josefi akatevera vakoma vake ikoko akandovawanira kuDhotani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Murume uya akati, “Vabva pano, ndavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ ” Saka Josefa akatevera madzikoma ake akandovawana pedyo neDhotani. Viz kapitola |