Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Bhaarihanani, mwanakomana waAkabhori akafa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake. Zita reguta rake rainzi Pau. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabheri, aberekwa naMatiredhi, mwanasikana waMezahabhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Baari‐hanani, mŋanakomana waAkbori, akafa, Hadari akaɓata ʋushe pacigaro cake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetaberi, mukunda waMatredi, mukunda waMehazahadi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Bhaarihanani, mwanakomana waAkibhori, akafa, Hadhari akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMehazahadhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Bhaarihanani, mwanakomana waAkabhori akafa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake. Zita reguta rake rainzi Pau. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabheri, aberekwa naMatiredhi, mwanasikana waMezahabhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy