Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Shauro akafa Bhaarihanani mwanakomana waAkabhori ndokutonga pachinzvimbo chake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Shauri akafa, Baari‐hanani, mŋanakomana waAkbori akaɓata ʋushe pacigaro cake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Shauri akafa, Bhaarihanani, mwanakomana waAkibhori akabata ushe pachigaro chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Shauro akafa Bhaarihanani mwanakomana waAkabhori ndokutonga pachinzvimbo chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Shauri akati afa, Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy