Genesi 36:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Pakafa Hushamu, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi akatonga pachinzvimbo chake. Ndiye Hadhadhi uya akakurira Midhiani kusango reMoabhu. Zita reguta rake rainzi Avhiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Hushami akafa, Hadadi, mŋanakomana waBedadi, uya wakaʋuraya Midiani kusaŋgo reMoabi, akaɓata ʋushe pacigaro cake; zita reguta rake rainzi Aviti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Hushamu akafa, Hadhadhi, mwanakomana waBhedhadhi, uya akauraya Midhiani kusango reMoabhu, akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Avhiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Pakafa Hushamu, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi akatonga pachinzvimbo chake. Ndiye Hadhadhi uya akakurira Midhiani kusango reMoabhu. Zita reguta rake rainzi Avhiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Hushani akati afa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiani munyika yeMoabhu, akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Avhiti. Viz kapitola |