Genesi 36:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Jobhabhu akazofa ndokubva Hushamu wedunhu revaTemani atonga panzvimbo yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jobabi akafa, Hushami wenyika yaʋaTemani akaɓata ʋushe pacigaro cake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jobhabhu akafa, Hushamu wenyika yava Temani akabata ushe pachigaro chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jobhabhu akazofa ndokubva Hushamu wedunhu revaTemani atonga panzvimbo yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jobhabhi akati afa, Hushami aibva kunyika yavaTemani akamutevera paumambo. Viz kapitola |