Genesi 36:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaZibeoni: Aja, naAna; ndiye Ana wakawana matsime emvura inopisa kusaŋgo, acifudza mboŋgoro dzaZibeoni, ɓaɓa ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ava ndivo vanakomana vaZibhioni: Aja, naAna; ndiye Ana akawana matsime emvura inopisa kusango, achifudza mbongoro dzaZibhioni, baba vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vanakomana vaZibheoni vaiva: Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni. Viz kapitola |