Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Timuna akanga ari murongo waErifazi mwanakomana waEsau, naiyewo akaberekera Erifazi mwana mukomana ainzi Amareki. Ivava ndivo vanakomana vaAdha mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Timna wakaŋga ari muroŋgo waErifazi, mŋanakomana waEsau; iye wakaɓerekera Erifazi Amareki; ndiʋo ʋanakomana ʋaAda, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Timuna akanga ari murongo waErifazi, mwanakomana waEsau; iye akaberekera Erifazi Amareki; ndivo vanakomana vaAdha, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Timuna akanga ari murongo waErifazi mwanakomana waEsau, naiyewo akaberekera Erifazi mwana mukomana ainzi Amareki. Ivava ndivo vanakomana vaAdha mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Mwanakomana waEsau, Erifazi naiyewo akanga ano murongo ainzi Timina, uyo akamuberekera Amareki. Ava ndivo vaiva vazukuru vaAdha, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy