Genesi 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jehova Mŋari akaitira munhu nomukadzi wake ŋguʋo dzamatebge, akaʋafukidza idzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguo dzamatehwe, akavafukidza nadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha Mwari akaitira Adhamu nomukadzi wake nguo dzamatehwe uye akavafukidza. Viz kapitola |