Genesi 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Eva; nokuti ndiye mai ʋaʋapenyu ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Evha; nokuti ndiye mai vavapenyu vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye Adhamu akatumidza mukadzi wake kuti Evha, nokuti aizova mai vavapenyu vose. Viz kapitola |