Online Bible

- Reklamy -




Genesi 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Munhu akati: Mukadzi wamakandipa kuti aʋe neni, ndiye wakandipa ɀomuti ndikadya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Munhu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 3:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy