Genesi 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akati: Ndianiko wakakuʋudza kuti hauna‐kusimira — Wadya kanhi muti wandakakuraira kuti urege kuudya? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Iye akati, “Ndianiko akakuudza kuti hauna kusimira? Wakadya kani muti wandakakuraira kuti urege kuudya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?” Viz kapitola |