Genesi 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋose ʋari ʋaʋiri ʋakaŋga ʋasina‐kusimira, munhu nomukadzi wake, asi haʋana‐kunyara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Vose vari vaviri vakanga vasina kusimira, munhu nomukadzi wake, asi havana kunyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Murume nomukadzi wake vakanga vasina kusimira vose, uye havana kutongonyara. Viz kapitola |