Genesi 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova Mŋari akaraira munhu, aciti: Uŋgadya hako miti yose yomunda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu; Viz kapitola |