Genesi 17:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Abhurahamu nomwana wake Ishimaeri vakadzingiswa pamusi wakarewo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nomusi uyo Abrahama wakadziŋgis a pamŋe cete naIshmaeri, ŋanakomana wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nomusi uyo Abhurahamu wakadzingiswa pamwechete naIshimaeri mwanakomana wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Abhurahamu nomwana wake Ishimaeri vakadzingiswa pamusi wakarewo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Abhurahama naIshumaeri mwanakomana wake vakadzingiswa vose zuva rimwe chete iroro. Viz kapitola |