Genesi 17:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Ishimaeri mwana wake mukomana akanga ava namakore gumi namatatu paakadzingiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ishmaeri, mŋanakomana wake, wakaŋga anamakore anegumi namatatu musi wokudziŋgiswa kwake Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ishimaeri, mwanakomana wake, wakanga ana makore ane gumi namatatu musi wokudzingiswa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ishimaeri mwana wake mukomana akanga ava namakore gumi namatatu paakadzingiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 uye Ishumaeri mwanakomana wake akanga ava namakore gumi namatatu okuberekwa; Viz kapitola |