Genesi 17:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Abhurahamu akanga ava namakumi mapfumbamwe amakore ana makore mapfumbamwe paakadzingiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Abrahama wakaŋga anamakore anamakumi mapfumbamŋe nan apfumbamŋe musi wokudziŋgiswa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Abhurahamu wakanga ana makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe musi wokudzingiswa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Abhurahamu akanga ava namakumi mapfumbamwe amakore ana makore mapfumbamwe paakadzingiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Abhurahama akanga ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa paakadzingiswa, Viz kapitola |