Online Bible

- Reklamy -




Genesi 17:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akapedza kutaura naye, Mŋari akakwira acibva kunaAbrahama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akapedza kutaura naye, Mwari akakwira achibva kuna Abhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Akati apedza kutaura naAbhurahama, Mwari akakwira kumusoro achibva paari.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 17:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy