Genesi 17:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Naizvozvo varanda vanoberekwa mumusha mako navaunotenga nemari yako, vose ngavadzingiswe. Nokudaro kudzingiswa ndiko kuchava chitenderano changu nemi chisingaperi chiri pamuviri wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakaɀarwa mumba mako, nowakateŋgwa nemari, ʋanofanira kudziŋgiswa; suŋgano yaŋgu iʋe panyama yenyu, iʋe suŋgano isiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Wakazvarwa mumba mako, Noakatengwa nemari, vanofanira kudzingiswa; sungano yangu ive panyama penyu, ive sungano isingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naizvozvo varanda vanoberekwa mumusha mako navaunotenga nemari yako, vose ngavadzingiswe. Nokudaro kudzingiswa ndiko kuchava chitenderano changu nemi chisingaperi chiri pamuviri wenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Angava akaberekerwa mumba mako kana akatengwa nemari yako, vanofanira kudzingiswa. Sungano yangu panyama yenyu inofanira kuva sungano isingaperi. Viz kapitola |