Online Bible

- Reklamy -




Genesi 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Chitenderano changu chaunofanira kuchengeta, iwe nezvizvarwa zvako zvichauya, ndechichi chokuti, mwana wose mukomana pakati penyu ngaadzingiswe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ndiyo suŋgano yaŋgu, yamunofanira kuceŋgeta pakati paŋgu nemi naʋana ʋako ʋanokuteʋera: Ʋanakomana ʋose pakati penyu ŋgaʋadziŋgiswe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ndiyo sungano yangu, yamunofanira kuchengeta pakati pangu nemi navana vako vanokutevera, vanakomana vose pakati penyu ngavadzingiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Chitenderano changu chaunofanira kuchengeta, iwe nezvizvarwa zvako zvichauya, ndechichi chokuti, mwana wose mukomana pakati penyu ngaadzingiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Iyi ndiyo sungano yangu newe nezvizvarwa zvako zvinokutevera, sungano yaunofanira kuchengeta: Munhurume wose ari pakati penyu anofanira kudzingiswa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 17:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy