Genesi 16:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Hagari akaɓerekera Abrama mŋanakomana; Abrama akatumidza mŋanakomana wake, wakaɓerekwa naHagari, zita rinonzi Ishmaeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Hagari akaberekera Abhuramu mwanakomana; Abhuramu akatumidza mwanakomana wake, wakaberekwa naHagari, zita rinonzi Ishimaeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka Hagari akaberekera Abhurama mwanakomana, uye Abhurama akapa zita rokuti Ishumaeri kumwanakomana waakanga abereka. Viz kapitola |