Genesi 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mutumŋa waJehova akati kwaari: Ndicawandisa ʋana ʋako, ʋarege kuʋereŋgwa nokuwanda kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Ndichawandisa vana vako, varege kuverengwa nokuwanda kwavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mutumwa akatizve, “Ndichawandisa zvizvarwa zvako zvokuti havangaverengeki.” Viz kapitola |