Genesi 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, ndichaziva sei kuti ichazova yangu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye akati: Ishe Jehova, ndicaziʋa seiko kuti icaʋa nhaka yaŋgu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Iye akati, “Ishe Jehovha, ndichaziva seiko kuti ichava nhaka yangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, ndichaziva sei kuti ichazova yangu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, ndingaziva seiko kuti ndichaitora?” Viz kapitola |