Genesi 15:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Vachadzokera kuno panguva yechizvarwa chavo chechina nokuti uipi hwavaAmori hahusati hwasvika pakundifinha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Rudzi rwecinna rucadzokera pano, nokuti kusarurama kwaʋaAmori kucigere kuzara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Rudzi rwechina ruchadzokera pano, nokuti kusarurama kwavaAmori kuchigere kuzara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vachadzokera kuno panguva yechizvarwa chavo chechina nokuti uipi hwavaAmori hahusati hwasvika pakundifinha.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Parudzi rwechina, zvizvarwa zvako zvichadzoka pano, nokuti chivi chavaAmori hachisati chasvika pakuzara kwacho.” Viz kapitola |