Genesi 15:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi iwe uchaenda zvakanaka kwakaenda vamwe, kumadzitateguru ako, wanyatsokwegura zvako wozovigwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi iwe ucaenda kunamadziɓaɓa ako norugare; ucaʋigwa wakwegura kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Asi iwe uchaenda kuna madzibaba ako norugare; uchavigwa wakwegura kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi iwe uchaenda zvakanaka kwakaenda vamwe, kumadzitateguru ako, wanyatsokwegura zvako wozovigwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kunyange zvakadaro, iwe uchaenda kumadzibaba ako norugare uye uchavigwa wakwegura kwazvo. Viz kapitola |